RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20 21 22 23 24 25 26 27 28 29 Bhuku Rekutanga reMakoronike Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20 21 22 23 24 25 26 27 28 29 Zviri Mubhuku Racho 1 Kubva kuna Adhamu kusvika kuna Abrahamu (1-27) Vanhu vakabva kuna Abrahamu (28-37) VaEdhomu nemadzimambo avo nemadzishe avo (38-54) 2 Vanakomana 12 vaIsraeri (1, 2) Vanhu vakabva kuna Judha (3-55) 3 Vana vaDhavhidhi (1-9) Dzinza reumambo rekwaDhavhidhi (10-24) 4 Vamwe vanhu vekwaJudha (1-23) Jabhezi nemunyengetero wake (9, 10) Vanhu vekwaSimiyoni (24-43) 5 Vanhu vakabva kuna Rubheni (1-10) Vanhu vekwaGadhi (11-17) VaHagri vanokundwa (18-22) Hafu yedzinza raManase (23-26) 6 Vanhu vekwaRevhi (1-30) Vaimbi vepatemberi (31-47) Vanhu vekwaAroni (48-53) Nzvimbo dzekugara dzevaRevhi (54-81) 7 Vanhu vekwaIsakari (1-5), vekwaBhenjamini (6-12), vekwaNaftari (13), vekwaManase (14-19), vekwaEfremu (20-29), uye vekwaAsheri (30-40) 8 Vanhu vekwaBhenjamini (1-40) Dzinza raSauro (33-40) 9 Kunyorwa kwemadzinza evakanga vabva kuutapwa (1-34) Kudzokororwa kwedzinza raSauro (35-44) 10 Kufa kwaSauro nevanakomana vake (1-14) 11 Dhavhidhi anozodzwa nevaIsraeri vese kuti ave mambo (1-3) Dhavhidhi anotora Ziyoni (4-9) Varwi vane simba vaDhavhidhi (10-47) 12 Vatsigiri veumambo hwaDhavhidhi (1-40) 13 Areka inotorwa kuKiriyati-jearimu (1-14) Uza anorohwa ofa (9, 10) 14 Kusimbiswa kweumambo hwaDhavhidhi (1, 2) Mhuri yaDhavhidhi (3-7) VaFiristiya vanokundwa (8-17) 15 VaRevhi vanotakura Areka kuenda nayo kuJerusarema (1-29) Mikari anoshora Dhavhidhi (29) 16 Areka inoiswa mutende (1-6) Rwiyo rwaDhavhidhi achitenda (7-36) “Jehovha ava Mambo!” (31) Kushumira pamberi peAreka (37-43) 17 Dhavhidhi haasi iye achavaka temberi (1-6) Sungano yeumambo naDhavhidhi (7-15) Munyengetero waDhavhidhi achitenda (16-27) 18 Kukunda kwaDhavhidhi (1-13) Umambo hwaDhavhidhi (14-17) 19 VaAmoni vanoitira nhume dzaDhavhidhi zvakaipa (1-5) Kukunda vaAmoni nevaSiriya (6-19) 20 Guta reRabha rinotorwa (1-3) Mazirume ekuvaFiristiya anourayiwa (4-8) 21 Dhavhidhi anoverenga vanhu zvisiri pamutemo (1-6) Kurangwa naJehovha (7-17) Dhavhidhi anovaka atari (18-30) 22 Dhavhidhi anogadzirira zvekuvakisa temberi (1-5) Dhavhidhi anorayira Soromoni (6-16) Machinda anorayirwa kuti abatsire Soromoni (17-19) 23 Dhavhidhi anoronga vaRevhi (1-32) Aroni nevanakomana vake vanotsaurwa (13) 24 Dhavhidhi anoisa vapristi mumapoka 24 (1-19) Mamwe mabasa evaRevhi (20-31) 25 Vaimbi nevanoridza zviridzwa paimba yaMwari (1-31) 26 Mapoka evarindi vepamagedhi (1-19) Vachengeti vepfuma nevamwe vatungamiriri (20-32) 27 Vatungamiriri vebasa ramambo (1-34) 28 Mashoko aDhavhidhi nezvekuvakwa kwetemberi (1-8) Soromoni anorayirwa; anopiwa purani yekuvaka (9-21) 29 Mipiro yetemberi (1-9) Munyengetero waDhavhidhi (10-19) Vanhu vanova nemufaro; umambo hwaSoromoni (20-25) Kufa kwaDhavhidhi (26-30) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe 1 Makoronike—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE 1 Makoronike—Zviri Mubhuku Racho Shona 1 Makoronike—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt 1 Makoronike pp. 653-654