Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raDheuteronomi

Zvitsauko

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Kusimuka kubva muGomo reHorebhi (1-8)

    • Vakuru nevatongi vanogadzwa (9-18)

    • Kusateerera paKadheshi-bhaneya (19-46)

      • VaIsraeri vanoramba kupinda munyika yacho (26-33)

      • Kutadza kukunda Kenani (41-46)

  • 2

    • Kudzungaira murenje kwemakore 38 (1-23)

    • Kukunda Mambo Sihoni weHeshbhoni (24-37)

  • 3

    • Kukunda Mambo Ogi weBhashani (1-7)

    • Kugovewa kwenyika iri kumabvazuva kweJodhani (8-20)

    • Joshua anoudzwa kuti asatya (21, 22)

    • Mozisi haasi kuzopinda munyika yakapikirwa (23-29)

  • 4

    • Vanhu vanokurudzirwa kuteerera (1-14)

      • Musakanganwa mabasa aMwari (9)

    • Jehovha anoda kuzvipira kwakazara (15-31)

    • Hakuna mumwe Mwari kunze kwaJehovha (32-40)

    • Maguta ekupotera ekumabvazuva kwaJodhani (41-43)

    • Kusuma Mutemo (44-49)

  • 5

    • Sungano yaJehovha paHorebhi (1-5)

    • Mirayiro Gumi inodzokororwa (6-22)

    • Kutya kwakaita vanhu paGomo reSinai (23-33)

  • 6

    • Ida Jehovha nemwoyo wako wese (1-9)

      • “Teerera, haiwa iwe Israeri” (4)

      • Vabereki vanofanira kudzidzisa vana (6, 7)

    • Usakanganwa Jehovha (10-15)

    • Usaedza Jehovha (16-19)

    • Udza chizvarwa chinotevera (20-25)

  • 7

    • Marudzi manomwe anofanira kuparadzwa (1-6)

    • Chakaita kuti Israeri asarudzwe (7-11)

    • Kuteerera kunounza makomborero (12-26)

  • 8

    • Makomborero anobva kuna Jehovha anodzokororwa (1-9)

      • “Munhu haararami nechingwa chete” (3)

    • Musakanganwa Jehovha (10-20)

  • 9

    • Chakaita kuti Israeri apiwe nyika yacho (1-6)

    • Israeri anotsamwisa Jehovha kanosvika kana (7-29)

      • Mhuru yegoridhe (7-14)

      • Mozisi anoteterera achimiririra vanhu (15-21,25-29)

      • Dzimwe nzvimbo nhatu dzavakatsamwisa Jehovha (22)

  • 10

    • Mahwendefa maviri anogadzirwa zvakare (1-11)

    • Zvinodiwa naJehovha (12-22)

      • Itya uye ida Jehovha (12)

  • 11

    • Makaona ukuru hwaJehovha (1-7)

    • Nyika Yakapikirwa (8-12)

    • Mibayiro yekuteerera (13-17)

    • Mashoko aMwari anofanira kuiswa mumwoyo (18-25)

    • “Chikomborero nekutukwa” (26-32)

  • 12

    • Namatai Mwari panzvimbo yaanosarudza (1-14)

    • Vanobvumirwa kudya nyama asi kwete ropa (15-28)

    • Musanyengerwa nevamwe vanamwari (29-32)

  • 13

    • Zvinofanira kuitwa vanhu vakatsauka pakutenda (1-18)

  • 14

    • Zvisingafaniri kuitwa pakuchema vakafa (1, 2)

    • Zvekudya zvakachena nezvisina (3-21)

    • Chegumi chaJehovha (22-29)

  • 15

    • Chikwereti chaidzimwa makore manomwe ega ega (1-6)

    • Kubatsira varombo (7-11)

    • Kusunungurwa kwevaranda makore manomwe ega ega (12-18)

      • Kuboorwa kwenzeve yemuranda (16, 17)

    • Mhuka dzinotanga kuberekwa dzinotsveneswa (19-23)

  • 16

    • Paseka; Mutambo Wechingwa Chisina Mbiriso (1-8)

    • Mutambo Wemavhiki (9-12)

    • Mutambo Wematumba (13-17)

    • Kugadza vatongi (18-20)

    • Zvinhu zvakanzi zvisashandiswa pakunamata (21, 22)

  • 17

    • Zvibayiro zvisina kuremara (1)

    • Zvinofanira kuitwa munhu anenge atsauka pakutenda (2-7)

    • Nyaya yakaoma kutonga (8-13)

    • Mirayiridzo yamambo anozogadzwa (14-20)

      • Mambo anofanira kuzvinyorera bhuku reMutemo (18)

  • 18

    • Mugove wevapristi nevaRevhi (1-8)

    • Kurambidzwa kuita zvemidzimu (9-14)

    • Muprofita akaita saMozisi (15-19)

    • Maziviro amungaita muprofita wenhema (20-22)

  • 19

    • Mhosva yekudeura ropa uye maguta ekupotera (1-13)

    • Miganhu haifaniri kuchinjwa (14)

    • Zvapupu mudare (15-21)

      • Panodiwa zvapupu zviviri kana zvitatu (15)

  • 20

    • Mitemo yehondo (1-20)

      • Vaibvumirwa kusara vamwe vachienda kuhondo (5-9)

  • 21

    • Munhu akawanikwa akaurayiwa (1-9)

    • Kuroora nhapwa (10-14)

    • Kodzero dzedangwe (15-17)

    • Mwanakomana ane musikanzwa (18-21)

    • Munhu akaturikwa padanda, akatukwa (22, 23)

  • 22

    • Kubata zvakanaka zvipfuwo zvemuvakidzani (1-4)

    • Kupfeka zvipfeko zvechirume uri mukadzi kana kuti zvechikadzi uri murume (5)

    • Kubata mhuka zvakanaka (6, 7)

    • Kuisa kamudhuri pamusoro pedenga remba (8)

    • Kusanganisa zvinhu kusingabvumirwi (9-11)

    • Masa pazvipfeko (12)

    • Mitemo pamusoro peumhandara, unzenza, uye kubata chibharo (13-30)

  • 23

    • Vaya vasina kukodzera kuva muungano yaMwari (1-8)

    • Musasa unofanira kuva wakachena (9-14)

    • Muranda anenge atiza (15, 16)

    • Upfambi hunorambidzwa (17, 18)

    • Mubereko uye mhiko (19-23)

    • Zvinobvumidzwa kudyiwa nemunhu ari kungopfuura (24, 25)

  • 24

    • Kuroorana uye kurambana (1-5)

    • Kukoshesa upenyu hwemunhu (6-9)

    • Kubata varombo zvakanaka (10-18)

    • Mutemo wekusapedzeredza pakukohwa (19-22)

  • 25

    • Mutemo wekuranga neshamhu (1-3)

    • Usasunga muromo wenzombe painenge ichipura (4)

    • Kugara nhaka mudzimai wemukoma kana kuti wemunin’ina (5-10)

    • Kubata nhengo dzakavandika pakurwa (11, 12)

    • Zvikero nemidziyo yekuyeresa zvakarurama (13-16)

    • VaAmareki vanofanira kuparadzwa (17-19)

  • 26

    • Kupa zvibereko zvekutanga (1-11)

    • Chegumi chechipiri (12-15)

    • Israeri, pfuma yaJehovha yaanokoshesa (16-19)

  • 27

    • Mutemo unofanira kunyorwa pamatombo (1-10)

    • PaGomo reEbhari uye paGomo reGerizimu (11-14)

    • Kutukwa kunodzokororwa (15-26)

  • 28

    • Makomborero nekuteerera (1-14)

    • Kutukwa nemhaka yekusateerera (15-68)

  • 29

    • Sungano nevaIsraeri paMoabhi (1-13)

    • Kuyambirwa nezvekusateerera (14-29)

      • Zvinhu zvakavanzwa, zvinhu zvakaziviswa (29)

  • 30

    • Kudzokera kuna Jehovha (1-10)

    • Mirayiro yaJehovha haina kuoma (11-14)

    • Kusarudza upenyu kana rufu (15-20)

  • 31

    • Mozisi ava pedyo nekufa (1-8)

    • Kuverenga Mutemo zvinonzwika (9-13)

    • Joshua anogadzwa (14, 15)

    • VaIsraeri vanoudzwa kuti vachapanduka (16-30)

      • Rwiyo rwekudzidzisa vaIsraeri (19,22,30)

  • 32

    • Rwiyo rwaMozisi (1-47)

      • Jehovha, Dombo (4)

      • Israeri anokanganwa Dombo rake (18)

      • “Kutsiva ndekwangu” (35)

      • “Farai, imi marudzi, nevanhu vake” (43)

    • Mozisi achafira muGomo reNebho (48-52)

  • 33

    • Mozisi anokomborera madzinza (1-29)

      • “Maoko [aJehovha] asingagumi” (27)

  • 34

    • Jehovha anoratidza Mozisi nyika yacho (1-4)

    • Rufu rwaMozisi (5-12)