RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 Tsamba yaJakobho Zvitsauko 1 2 3 4 5 Zviri Mubhuku Racho 1 Kwaziso (1) Kutsungirira kunounza mufaro (2-15) Kutenda kwakaedzwa (3) Ramba uchikumbira uine kutenda (5-8) Ruchiva runobereka chivi nerufu (14, 15) Zvipo zvese zvakanaka zvinobva kumusoro (16-18) Kunzwa shoko nekuita (19-25) Munhu anotarisa mugirazi (23, 24) Kunamata kwakachena uye kusina kusviba (26, 27) 2 Kusarura chinotova chivi (1-13) Rudo, mutemo wamambo (8) Kutenda kusina mabasa kwakafa (14-26) Madhimoni anotenda achidedera (19) Abrahamu akanzi shamwari yaJehovha (23) 3 Kupingudza rurimi (1-12) Havasi vazhinji vanofanira kuva vadzidzisi (1) Uchenjeri hunobva kumusoro (13-18) 4 Musashamwaridzana nenyika (1-12) Rwisanai naDhiyabhorosi (7) Swederai pedyo naMwari (8) Yambiro panyaya yekuzvikudza (13-17) “Kana Jehovha achida” (15) 5 Yambiro kuvapfumi (1-6) Mwari anokomborera vanoramba vachitsungirira (7-11) “Hongu” wenyu ngaave hongu (12) Munyengetero unopiwa nekutenda une simba (13-18) Kubatsira mutadzi kuti adzoke (19, 20) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Jakobho—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE Jakobho—Zviri Mubhuku Racho Shona Jakobho—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt Jakobho p. 1868