RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20 21 Mashoko Akanaka Akanyorwa naJohani Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20 21 Zviri Mubhuku Racho 1 Shoko rakava nyama (1-18) Uchapupu hwakapiwa naJohani Mubhabhatidzi (19-28) Jesu, Gwayana raMwari (29-34) Vadzidzi vaJesu vekutanga (35-42) Firipi naNatanieri (43-51) 2 Muchato wekuKana; mvura yakava waini (1-12) Jesu anochenesa temberi (13-22) Jesu anoziva zviri mumwoyo memunhu (23-25) 3 Jesu naNikodhimo (1-21) Kuberekwazve (3-8) Mwari akada nyika (16) Uchapupu hwaJohani hwekupedzisira nezvaJesu (22-30) Uya anobva kumusoro (31-36) 4 Jesu nemukadzi wekuSamariya (1-38) Namata Mwari “mumweya nemuchokwadi” (23, 24) VaSamariya vakawanda vanotenda muna Jesu (39-42) Jesu anoporesa mwanakomana wegurukota (43-54) 5 Murume anorwara anoporeswa paBhetizata (1-18) Jesu akapiwa simba naBaba vake (19-24) Vakafa vachanzwa inzwi raJesu (25-30) Uchapupu pamusoro paJesu (31-47) 6 Jesu anopa vanhu 5 000 zvekudya (1-15) Jesu anofamba pamusoro pemvura (16-21) Jesu, “chingwa cheupenyu” (22-59) Vakawanda vanogumburwa nemashoko aJesu (60-71) 7 Jesu paMutambo Wematebhenekeri (1-13) Jesu anodzidzisa pamutambo (14-24) Vanhu vanofunga zvakasiyana-siyana nezvaKristu (25-52) 8 Baba vanopupurira Jesu (12-30) Jesu, “chiedza chenyika” (12) Vana vaAbrahamu (31-41) “Chokwadi chichakusunungurai” (32) Vana vaDhiyabhorosi (42-47) Jesu naAbrahamu (48-59) 9 Jesu anoporesa murume akaberekwa ari bofu (1-12) Murume aporeswa anobvunzwa nevaFarisi (13-34) Upofu hwevaFarisi (35-41) 10 Mufudzi nedanga remakwai (1-21) Jesu ndiye mufudzi akanaka (11-15) “Ndine mamwe makwai” (16) VaJudha vanosangana naJesu paMutambo Wekukumikidza (22-39) VaJudha vakawanda havatendi (24-26) “Makwai angu anoteerera inzwi rangu” (27) Mwanakomana ari pamwe naBaba (30, 38) Vakawanda vari mhiri kwaJodhani vanotenda (40-42) 11 Kufa kwaRazaro (1-16) Jesu anonyaradza Marita naMariya (17-37) Jesu anomutsa Razaro (38-44) Vanorangana kuuraya Jesu (45-57) 12 Mariya anodira mafuta patsoka dzaJesu (1-11) Jesu anopinda muguta achiratidza kukunda (12-19) Jesu anotaura nezverufu rwake (20-37) Kusatenda kwevaJudha kunozadzisa uprofita (38-43) Jesu akauya kuzoponesa nyika (44-50) 13 Jesu anogeza tsoka dzevadzidzi vake (1-20) Jesu anoti Judhasi ndiye mutengesi (21-30) Murayiro mutsva (31-35) “Kana muine rudo pakati penyu” (35) Petro anoudzwa kuti acharamba Jesu (36-38) 14 Jesu ndiye ega nzira yekusvika kuna Baba (1-14) “Ndini nzira nechokwadi neupenyu” (6) Jesu anovimbisa mweya mutsvene (15-31) “Baba vakuru kwandiri” (28) 15 Mufananidzo wemuzambiringa wechokwadi (1-10) Murayiro wekuratidza rudo rwakafanana nerwaKristu (11-17) ‘Hapana rudo rukuru kupfuura urwu’ (13) Nyika inovenga vadzidzi vaJesu (18-27) 16 Vadzidzi vaJesu vangangotarisana nerufu (1-4a) Basa remweya mutsvene (4b-16) Kusuruvara kwevadzidzi kuchava mufaro (17-24) Jesu akakunda nyika (25-33) 17 Munyengetero wekupedzisira waJesu aine vaapostora (1-26) Kusvika pakuziva Mwari kunowanisa upenyu husingaperi (3) VaKristu havasi venyika (14-16) “Shoko renyu ichokwadi” (17) ‘Ndakazivisa zita renyu’ (26) 18 Judhasi anotengesa Jesu (1-9) Petro anoshandisa bakatwa (10, 11) Jesu anoendeswa kuna Anasi (12-14) Petro anoramba Jesu kekutanga (15-18) Jesu pamberi paAnasi (19-24) Petro anoramba Jesu kechipiri nekechitatu (25-27) Jesu pamberi paPirato (28-40) “Umambo hwangu hahusi hwenyika ino” (36) 19 Jesu anorohwa zvakasimba uye anotsvinyirwa (1-7) Pirato anobvunzurudza Jesu zvakare (8-16a) Jesu anorovererwa padanda paGorogota (16b-24) Jesu anotaura kuti amai vake vachengetwe (25-27) Kufa kwaJesu (28-37) Kuvigwa kwaJesu (38-42) 20 Guva risina munhu (1-10) Jesu anozviratidza kuna Mariya Magadharini (11-18) Jesu anozviratidza kuvadzidzi vake (19-23) Tomasi haana chokwadi asi anozobvuma (24-29) Chinangwa chebhuku iri (30, 31) 21 Jesu anozviratidza kuvadzidzi vake (1-14) Petro anotaura ataurazve kuti anoda Jesu (15-19) “Ipa makwai angu madiki zvekudya” (17) Ramangwana remudzidzi waJesu waanoda chaizvo (20-23) Mhedziso (24, 25) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Johani—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE Johani—Zviri Mubhuku Racho Shona Johani—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt Johani pp. 1653-1655