RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 Bhuku raMuparidzi Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 Zviri Mubhuku Racho 1 Zvinhu zvese hazvina zvazvinobatsira (1-11) Nyika inoramba iripo nekusingaperi (4) Kufamba kunoita zuva, mhepo, nemvura (5-7) Hapana chitsva pasi pezuva (9) Uchenjeri hwevanhu hune pahunogumira (12-18) Kudzingana nemhepo (14) 2 Kuongorora zvakaedza kuitwa naSoromoni (1-11) Uchenjeri hwevanhu hune pahunogumira (12-16) Kushanda zvakaoma hakuna zvakunobatsira (17-23) Idya, inwa, uye nakidzwa nebasa (24-26) 3 Chimwe nechimwe chine nguva yacho (1-8) Kunakidzwa neupenyu chipo chinobva kuna Mwari (9-15) Nguva isingagumi iri mumwoyo memunhu (11) Mwari anotonga vanhu vese zvakarurama (16, 17) Vanhu vanofa sezvinongoita mhuka (18-22) Zvese zvinodzokera kuguruva (20) 4 Vakafa vari nani pane vanodzvinyirirwa (1-3) Kushanda nesimba zvine mwero (4-6) Kukosha kweshamwari (7-12) Vaviri vari nani pane mumwe chete (9) Upenyu hwemutongi hunogona kusava nezvahunobatsira (13-16) 5 Chenjerera zvaunoita pamberi paMwari (1-7) Vakaderera vanotariswa nevakakwirira (8, 9) Kusabatsira kwepfuma (10-20) Vanoda mari havambogutswi (10) Hope dzemunhu anoshanda dzinonaka (12) 6 Kuva nezvakawanda usingafari (1-6) Fadzwa nezvinhu zvaunazvo iye zvino (7-12) 7 Zita rakanaka uye zuva rekufa (1-4) Kutsiura kwemunhu akachenjera (5-7) Mugumo wechinhu uri nani pane kutanga kwacho (8-10) Zvakanakira uchenjeri (11, 12) Mazuva akanaka uye akaipa (13-15) Usapfuura mwero pane zvaunoita (16-22) Zvakaonekwa nemuunganidzi (23-29) 8 Kutongwa nemunhu ane chivi (1-17) Teerera mirayiro yamambo (2-4) Kutongwa nemunhu kwakaipa (9) Kana mutongo ukasakurumidza kupiwa (11) Idya, inwa, uye fara (15) 9 Vese vane magumo akafanana (1-3) Nakidzwa neupenyu kunyange uchiziva kuti uchafa (4-12) Vakafa havana chavanoziva (5) MuGuva hamuna basa rinoitwa (10) Zvinhu zvinoitika panguva isingafungirwi uye zvisingatarisirwi (11) Uchenjeri haukosheswi nguva dzese (13-18) 10 Upenzi hushoma hunovharidzira uchenjeri (1) Zvakaipira kusaita zvinhu nemazvo (2-11) Matambudziko anosangana nebenzi (12-15) Upenzi hwevamwe vatongi (16-20) Shiri inogona kudzokorora mashoko ako (20) 11 Shandisa mukana (1-8) Kanda chingwa chako pamusoro pemvura (1) Dyara mbeu kubva mangwanani kusvikira manheru (6) Nakidzwa neudiki uchiziva zvauri kuita (9, 10) 12 Yeuka Musiki usati wakwegura (1-8) Mhedziso yemuunganidzi (9-14) Mashoko euchenjeri akaita sezvibayiso zvemombe (11) Itya Mwari wechokwadi (13) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Muparidzi—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE Muparidzi—Zviri Mubhuku Racho Shona Muparidzi—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt Muparidzi p. 1065