RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 Tsamba kuvaRoma Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 Zviri Mubhuku Racho 1 Kwaziso (1-7) Chishuwo chaPauro chekushanyira Roma (8-15) Munhu akarurama achararama nekutenda (16, 17) Vanhu vasingadi Mwari havagoni kuzoti vakanga vasingazivi (18-32) Mwari anoonekwa zvaari muzvinhu zvaakasika (20) 2 Mutongo waMwari pavaJudha nevaGiriki (1-16) Mashandiro anoita hana (14, 15) VaJudha uye Mutemo (17-24) Kuchecheudzwa kwemwoyo (25-29) 3 “Mwari ngaawanikwe ari wechokwadi” (1-8) Vese vaJudha nevaGiriki vane chivi (9-20) Kururama kuburikidza nekutenda (21-31) Vese vakatadza kusvika pakubwinya kwaMwari (23) 4 Abrahamu akanzi akarurama nekutenda (1-12) Abrahamu, baba vevanhu vese vane kutenda (11) Vimbiso yakagamuchirwa kuburikidza nekutenda (13-25) 5 Kuyananiswa naMwari kuburikidza naKristu (1-11) Rufu kuburikidza naAdhamu, upenyu kuburikidza naKristu (12-21) Chivi nerufu zvakapararira kuvanhu vese (12) Chiito chimwe chete chekururamisa (18) 6 Upenyu hutsva kuburikidza nekubhabhatidzwa muna Kristu (1-11) Musarega chivi chichitonga mumiviri yenyu (12-14) Kubva pakuva varanda vechivi kuenda pakuva varanda vaMwari (15-23) Mubayiro wechivi rufu, asi chipo chaMwari upenyu (23) 7 Mufananidzo unoratidza kusunungurwa paMutemo (1-6) Mutemo wakaita kuti chivi chizivikanwe (7-12) Kurwisana nechivi (13-25) 8 Upenyu nerusununguko kuburikidza nemweya (1-11) Mweya wekutorwa sevanakomana unopupurira (12-17) Zvisikwa zvinomirira kusunungurwa sevanakomana vaMwari (18-25) ‘Mweya unotibatsira uchiteterera’ (26, 27) Mwari akagara avagadza (28-30) Tinokunda nerudo rwaMwari (31-39) 9 Pauro anorwadziwa pamusoro perudzi rwevalsraeri (1-5) Vana vaAbrahamu chaivo (6-13) Zvinenge zvasarudzwa naMwari hazvipikiswi (14-26) Midziyo yekuitirwa hasha uye yengoni (22, 23) Vashoma chete ndivo vachaponeswa (27-29) Israeri anogumburwa (30-33) 10 Zvingaitwa nemunhu kuti awane kururama kwaMwari (1-15) Kuzivisa pachena (10) Kudana pana Jehovha kunoreva ruponeso (13) Tsoka dzakanaka dzevaparidzi (15) Mashoko akanaka anorambwa (16-21) 11 Israeri haana kurambwa zvachose (1-16) Mufananidzo wemuorivhi (17-32) Kudzama kweuchenjeri hwaMwari (33-36) 12 Ipai miviri yenyu sechibayiro chipenyu (1, 2) Zvipo zvakasiyana-siyana asi muviri mumwe (3-8) Mazano emararamiro emuKristu wechokwadi (9-21) 13 Kuzviisa pasi pevane masimba (1-7) Kubhadhara mitero (6, 7) Rudo runozadzisa Mutemo (8-10) Fambai sekunge kuti masikati (11-14) 14 Musatongana (1-12) Musaita kuti vamwe vagumburwe (13-18) Itai kuti pave nerugare uye kubatana (19-23) 15 Gamuchiranai sezvakaitwa naKristu (1-13) Pauro, mushumiri kumamwe marudzi (14-21) Mafambiro aizoita Pauro (22-33) 16 Pauro anozivisa nezvaFebhi, mushumiri (1, 2) Kwaziso kuvaKristu vekuRoma (3-16) Kuyambirwa nezvekuita mapoka (17-20) Kwaziso inobva kune vamwe vanoshanda naPauro (21-24) Chakavanzika chitsvene chava kuzivikanwa (25-27) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe VaRoma—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE VaRoma—Zviri Mubhuku Racho Shona VaRoma—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt VaRoma pp. 1744-1745