A7-D
Upenyu hwaJesu Panyika—Ushumiri hwaJesu Hunobudirira muGarireya (Chikamu 2)
NGUVA |
NZVIMBO |
ZVAKAITIKA |
MATEU |
MAKO |
RUKA |
JOHANI |
---|---|---|---|---|---|---|
31 kana kuti 32 |
Nharaunda yeKapenaume |
Jesu anotaura mifananidzo yeUmambo |
||||
Gungwa reGarireya |
Anodzikamisa dutu ari muchikepe |
|||||
Nharaunda yeGadhara |
Anoti madhimoni aende munguruve |
|||||
Zvimwe kuKapenaume |
Anoporesa mukadzi aibuda ropa; anomutsa mwanasikana waJairosi |
|||||
Kapenaume (?) |
Anoporesa mapofu nembeveve |
|||||
Nazareta |
Kurambwa zvakare muguta rekumusha kwake |
|||||
Garireya |
Kuparidza kechitatu muGarireya; basa rinowedzera paanotuma vaapostora |
|||||
Tibheriyasi |
Herodhi anodimbura musoro waJohani Mubhabhatidzi; Herodhi anovhiringidzika nezvaJesu |
|||||
32, Paseka yava kusvika (Joh 6:4) |
Kapenaume (?); Nechekumusoro kweGungwa reGarireya |
Vaapostora vanodzoka kubva kunoparidza; Jesu anopa varume 5 000 zvekudya |
||||
Nechekumusoro kweGungwa reGarireya; Genesareti |
Vanhu vanoedza kuita Jesu mambo; anofamba pamusoro pegungwa; anoporesa vakawanda |
|||||
Kapenaume |
Anoti ndiye “chingwa cheupenyu”; vakawanda vanogumbuka voenda |
|||||
32, Paseka yapera |
Zvimwe kuKapenaume |
Anofumura tsika dzevanhu |
||||
Fenikiya; Dhekaporisi |
Anoporesa mwanasikana wemukadzi wechiSirofenikiya; anopa varume 4 000 zvekudya |
|||||
Magadhani |
Anongopa chiratidzo chaJona |