A6-B
Chati: Vaprofita neMadzimambo eJudha neIsraeri (Chikamu 2)
Madzimambo eUmambo Hwekumaodzanyemba
777 B.C.E.
Jotamu: makore 16
762
Ahazi: makore 16
746
Hezekiya: makore 29
716
Manase: makore 55
661
Amoni: makore 2
659
Josiya: makore 31
628
Jehoahazi: mwedzi 3
Jehoyakimu: makore 11
618
Jehoyakini: mwedzi 3, nemazuva 10
617
Zedhekiya: makore 11
607
Jerusarema netemberi zvinoparadzwa nemauto eBhabhironi achitungamirirwa naNebhukadhinezari. Zedhekiya, mambo wekupedzisira wedzinza raDhavhidhi anobviswa pachigaro
Madzimambo eUmambo Hwekuchamhembe
c. 803
Zekariya: utongi hwake hwakanyorwa ndehwemwedzi 6 chete
Zekariya anotanga kutonga asi kwete zvizere; zvinoratidza sekuti akazonyatsova mambo munenge muna 792
c. 791
Sharumu: mwedzi 1
Menahemu: makore 10
c. 780
Pekahiya: makore 2
c. 778
Peka: makore 20
c. 758
Hoshea: makore 9 kubva munenge muna 748
c. 748
Zvinoita sekuti utongi hwaHoshea hwakazosimba kana kuti hwakawana rutsigiro rwaMambo Tigrati-pireseri III munenge muna 748
740
Asiriya inokunda Samariya, Israeri inova pasi peAsiriya; umambo hwekuchamhembe hwemadzinza gumi eIsraeri hunoguma
-
Vaprofita
-
Isaya
-
Mika
-
Zefaniya
-
Jeremiya
-
Nahumi
-
Habhakuki
-
Dhanieri
-
Ezekieri
-
Obhadhiya
-
Hosiya