Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

B14-A

Zvekutengeserana

  • Kuyerwa Kwezvinhu Zvakaita Semvura

  • Kori (mabhati 10 / mahini 60)

    marita 220

  • Bhati (mahini 6)

    marita 22

  • Hini (marogi 12)

    marita 3,67

  • Rogi (yaipinda muhini ka12)

    marita 0,31

  • Kuyerwa Kwezvinhu Zvakaoma

  • Homeri (kori 1 / maefa 10)

    midziyo yemarita 22 inosvika 10

  • Efa (maseya 3 / maomeri 10)

    marita 22

  • Seya (maomeri 3,3)

    marita 7,33

  • Omeri (makebhu 1,8)

    marita 2,2

  • Kebhu

    marita 1,22

  • Koti

    marita 1,08

  • Kuyera Urefu Hwezvinhu

  • Tsanga refu (makubhiti 6 marefu)

    mamita 3,11

  • Tsanga (makubhiti 6)

    mamita 2,67

  • Fatomu

    mamita 1,8

  • Kubhiti refu (upamhi hwechanza hwakayerwa ka7)

    masendimita 51,8

  • Kubhiti (masipani 2 / upamhi hwechanza hwakayerwa ka6)

    masendimita 44,5

  • Kubhiti pfupi

    masendimita 38

  • 1 Stadhiya yeRoma

    mamita 185

  1. 1 Upamhi hwemunwe (hunopinda muupamhi hwechanza ka4)

    masendimita 1,85

  2. 2 Upamhi hwechanza (upamhi hweminwe 4)

    masendimita 7,4

  3. 3 Sipani (upamhi hwezvanza 3)

    masendimita 22,2