Wakambozvibvunzawo Here Mibvunzo Iyi?
Nei panyika pakazara nematambudziko?
Ungawanepi mazano anokubatsira paunosangana nematambudziko?
Mwari anokuda here?—1 Petro 5:6, 7.
Ungaita sei kuti uzive zvakawanda nezvaMwari uye zvaanoda?
Mamiriyoni evanhu akawana mhinduro dzemibvunzo iyi pavakadzidza Bhaibheri. Newewo unogona kuwana mhinduro dzacho.
Kana uchida kunzwa zvakawanda kumbira bhuku rinonzi Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha, rinowanikawo pawebsite yedu inonzi www.pr2711.com.