Hatiregi Kuparidza
Dhaunirodha:
1. Hapana mubvunzo;
Mugumo wava pedyo.
Vanhu vanoda kudzidziswa
Kuti vazopona.
2. Tinonyengetera.
Tichikumbira Mwari.
Atibatsire, kuparidza
Hapana chekutya.
(KORASI)
Shoko riri kubvira,
Semoto mumwoyo.
Saka, toparidza.
Moto ngausadzime
Chiedza chipenye.
Shoko, tozivisa.
Hatiregi.
3. Tishande nesimba.
‘She vozoti zvakwana.
Takabatana, ticharwira;
Zita rashe wedu.
(KORASI)
Shoko riri kubvira,
Semoto mumwoyo.
Saka, toparidza.
Moto ngausadzime
Chiedza chipenye.
Shoko, tozivisa.
Hatiregi.
(BHIRIJI)
Moto ngausadzime, wedzera huni.
Jehovha ava pedyo nekukunda.
Ngatishinge.
(KORASI)
Shoko riri kubvira,
Semoto mumwoyo.
Saka, toparidza.
Moto ngausadzime
Chiedza chipenye.
Shoko, tozivisa.
Hatiregi.
Hatiregi.
Hatiregi.