Shanduro dzeBhaibheri
Mashandurirwo Anoitwa Bhaibheri
Zvinhu zvishanu zvakabatsira pakushandura Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva.
Nei Kuine maBhaibheri Akasiyana-siyana?
Pane chimwe chinhu chichakubatsira kunzwisisa kuti nei kuine maBhaibheri akasiyana-siyana.
Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakarurama Here?
Nei Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva rakasiyana nemamwe maBhaibheri?
Chinyorwa Chekare Chine Zita raMwari
Ona uchapupu hunoratidza kuti zita ramwari rinowanika ‘muTestamende Itsva.’
Shanduro yeSyriac Peshitta —Inotibatsira Kuziva Zvakawanda Nezveshanduro Dzekutanga tanga dzeBhaibheri
Bhaibheri iri rekare rinoratidza kuti mamwe maBhaibheri emazuva ano ane dzimwe ndima dzisingawaniki muzvinyorwa zvepakutanga tanga.
Bhaibheri Rakashandurwa naBedell—Rimwe Danho Duku Rakaita Kuti Bhaibheri Rinzwisiswe Zviri Nani
Bhaibheri iri rakashanda chaizvo kwemakore 300.
Shanduro yeBhaibheri Yaifungidzirwa Kuti Yakarasika Yakawanika
Ona nhoroondo inonakidza yeshanduro yeBhaibheri inokosha chaizvo yaifungidzirwa kuti yakarasika yakazowanika papera makore anopfuura 200.
MaBhaibheri echiHebheru aElias Hutter
Elias Hutter, wekuma1500, akabudisa maBhaibheri maviri echiHebheru ainyanya kukosha.
Pfuma Yakavanzwa Kwemazana Emakore
Ona kuti shanduro yekare kupfuura dzose yeBhaibheri remutauro wechiGeorgian yakawanikwa sei.
Kuita Kuti Shoko raMwari Rizivikanwe muSpain Yekare
Vana vechikoro vanonyora Magwaro pamatombo vakafanana pakudii nevanhu vanoparadzira Bhaibheri muchivande?
Bhaibheri muchiGeorgian
Zvinyorwa zveBhaibheri muchiGeorgian chekare zvinonzi zvakanyorwa pakati pemakore ekuma400 C.E. kana kuti makore iwayo asati asvika.
“Bhuku Rakashandurwa Neunyanzvi” muchiEstonian
KuEstonia, muna 2014 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene yakasarudzwa kuti ipinde mumakwikwi ekuzowana mubayiro weLanguage Deed of the Year Award.
Zita raMwari Rinoziviswa muchiSwahili
Ona kuti zita raMwari rokuti Jehovha rakasvika sei pakuwanikwa muBhaibheri rechiSwahili.